Kamushekero
de Takura
Hapana hapana
Rudo runenge rwamai
Okay okay okay
Hapana angandipa rudo runenge rwamai
Ndokutendai Neiko
Ndokutendai neiko
You carried me 9 months
Loved me from the ghetto
Makandidzidzisa rudo
Makandiratidza gwara
Makandiyarutsa ini sure
Mdhara murisimbi mdhara
Hapana kana one musi watakafa nenzara
And you did it munamudhara
I want a girl like you mamma
Hapana angandipa rudo runenge rwamai
Rudo runenge rwamoms
Ndokutendai neiko
I got a daughter no
She's so gorgeous
Mama yo so
Pese paumnondioma pa t. V
Munondifonera muchiti
Usakanganwe kutenda musiki
Ndimi maita ndive zvandiri
Kuti ndozonzi Mr Okay ndimi
Let me tell you every time I get on
My knees I pray for a girl like you
Hapana angandipa rudo rwamai
Ndokutendai neiko
Moms
Ndokutendai neiko mama
Más canciones de Takura
-
Wandachuza
Wandachuza
-
Mhofu
Takura Essentials
-
Zvemoyo
Takura Essentials
-
Haarore
Haarore
-
Venencia
King Of Hearts
-
Noise
Takura Essentials
-
Zino Irema
Takura Essentials
-
Ma Obama
Takura Essentials
-
Mai Mwana
Takura Essentials
-
Jehovha
Takura Essentials
-
Ngoro Yemoto
Takura Essentials
-
Mari Hairambwe
Takura Essentials
-
African Chicca
Takura Essentials
-
Moms
Takura Essentials
-
Wind On The Beat
Star Signs
-
Ndini Ndinaye
Star Signs
-
Ndanga Ndisingazive
Someone Had To Do it
-
My Lover
Star Signs
-
SHTDi (Intro)
Someone Had To Do it
-
Ita Yauri Kuita
Someone Had To Do it